Socialite and comedian, Tatelicious fumed at Zim Celebrities for not offering help to Jah Love when he was alive just to express their love to him after his death.

“Imbwa idzo dziriku poster dzichiti May your soul Rest In Peace dakuku mentionai 1 by 1. Sauro airwara achishaya munhu anomuendesa kana kuchipatara, achishaya kana munhu anomutengera mabanana nhasi nekuti afa vanhu makuzotanga ku poster zvima Rest In Peace, ndikutaura nezvima musician zveku Zimbabwe.”

The socialite fires shots to Winky D confronting him on not helping Jah Love when he was still alive and needed help.

“Kunyora page Winky D uneshuwa? Sauro anga achirwara vanhu muchitadza kumubatsira…munofunga kuti munhu afa message iyoyo anoiona?”

Queen Tatelicious urged Zimbabweans to show people whilst they are still alive. She called for unity amongst musicians.

Leave a Reply