Mashura kwaTildah paZvinoshamisa Zvinoyera Zvinotyisa on Star Fm.

Mhuri yakabuda nezuro ichiti one of their sons anorohwa mazenya nekurumwa nekutemwa nekutsunywa apa he is only 8 years old.

Pavana vose ndiye ega arikurohwa asi ukagara pedo naye unobatanidzirwa.

Nezuro Live pachironga akatopiwa gwati rakarira Tete Tilda vakabatira ura mumaoko vachishamisika nechiitiko ichi

Leave a Reply