Video below Loveness achiburitsa maV11 aMai Tt talking to Shapiro ex boyfriend yavo.Haaa ma1 mhandu yemukadzi mukadzi.Taive tatogadzirira maZambia kuenda kumuchato waMuraa Cat Mom naCat Dad vanyowani.

Chabvondoka v11 Murambiwa confessing love to Shepiro kwahi I made a mistake I never loved Tinashe. He’s too strict I still want you to give me another chance. Shepiro akati wakazvitirei kwahi I wanted to make you jealousy iiii Chikiti is living a fake life It’s over before it began. Kwahi please come & pick me shapiro. Kwahi someone called kiti 4am next Tinashe akumudzinga mumba @4am kuti hure pwaaaa. V11 video loading. Samas 1000 Murambiwa -0. Developing

Leave a Reply