From Fake engagements and Mock weddings fans are really concerned about Mai Tt’s alleged new wedding to Tinashe Maphosa who she dated for less than 3 months.

20 Times Mai Tt Allegedly Lied To Her Fans

As we all know Mai Tt is one of the most successful celebrities in Zimbabwe therefore ane chimuti ndiye anomakwa.Here are some of the posts made by fans stating things she has lied about since she became famous

Kutoshaya hope kuti nhai kamuchacha anotiita vana vake nenhema..dzimwe dzenhema dzaakambotirevera wedzerawo dzako tiseke

1 land cruser ndeyangu iyo iri yaenrisha
2 ndine mashops egrocerie iwo ari aenrisha
3 zvemukati zvemapants izvo zviri zvaviola
4 ndine imba yandakavaka vabereki kopembera iyo iri yemukadzi wemumuukando
5 ndatenga makombi 2 akanyorwa mai tt iwo ari advertisement
6 ndatengera mota wasu iwe wakatoitengesa kuwedzera trip yeAmerica
7 *****
8 glow yanditengera mota .🤣😃🤣
9 Ndakapiwa 50 000 tanzania
10 ndaida kurepwa na awilo imi makatorara mese
11 Mai deco vaida kundiuuraya vabvisa oxygen ndiri pacoma
12 patirisha akarara nababa vake
13 zizoe akandidzinga kuuk
14 zizoe andi cheater iyo yaiva skit
15 oga is loaded
16 mombe dzaendeswa kwedu naoga😂😃
18 Ndini ndakaramba shepiro
19 johane akatorwa nemapurisa akanogereswa
20 aguma inorapa aids
NDANETA INI PEDZISAIWO🤣🤣🤣🤣

Leave a Reply